Vladimir Putin

Vladimir Vladimirovich Putin (Chirhashiya: Владимир Владимирович Путин; akazvarwa 7 Gumiguru 1952) anoita nezvehutonganyika hwe Rhashiya uye aimbove mwofisa we hungwaru, asi ikozvino ndivo ave kushanda sa mtungamiri kana se mtungamiri m'piri weRhashiya, chinzvimbo chaakawana kubvira muna 2012, uye kare kubva muna 2000 kusvika 2008.

Akambo shanda so mutungamiriri wehurumende kubva muna 1999 kusvika 2000, uye zvakare kubva 2008 kusvika 2012. VaPutin ndivo munhu wechipiri akashandiri semtungamiri weYuropu mushure ma VaAlexander Lukashenko wekuBherarusi.

  • Mareketerwo ezita rake neChishona ndi Vhuladhimaya Putini.
Vladimir Putin
2021

Mabviro eruzivo

Tags:

2012BelarusChirhashiyaGumiguru 7HurumendeRussiaYuropu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ZimbabweMangavaBhukuZvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe WikipidhiyaSamoaMoyo SinyoroMoyo DhehwaHwembwa (bonde)MbariroZvombo zveShomweEdinburghMbudzi 3GiryamaMabayoBhurumaNunguMwedzi yeGoreIraniTsvimboZvita 15Uyisalama2010KubikaShumba GwaraChin'aiRushinga, ZimbabweGunyana 29Dziva Sambiri GandaPfumoDzihwaAmmoniaMazita eMitiMbambaira2007Ndira 13KutanyaHungwePeji RekutangaKubuda MututuZvita 17DanhautandeMusikanaGwambaMwengaAnthakitikaNhundurwaYunivhesiti yeZimbabweChikumi 13VasalamaMhataHurukuroMhungaNyimoUsikhiNganoNgomaIndiaGonyonhatuChikunguru 31RukodziShava MufakoseUdorongodzwa hwe micheroKukadzi 16MuzukuruHariChizivanoChitsitsinhoNzvoveraGurweDiodeGumiguru 23ChivaVandebele (vekuMaodzanyemba)MbembesiJongwe🡆 More