Japan (Chijapani: 日本, Nippon kana Nihon, uye sepachihofisi 日本国, Nihonkoku) chitsuwa chenyika chinowanikwa kuMabvazuva eEzhiya.
| |||
Rwiyo: Kimigayo, "君が代" | |||
Yakagadzikwa kumaodzanyembaemadokero eGungwa re Pasifiki uye kumadokero rinoganhurwa ne Bhahari re Japani, rinotandanudzwa kubva kuBhahari re Okhotsuki kusvika kumaodzanyemba e Bhahari reMabvazuva eChayina, Bhahari re Vufiripini, uye Taiwani kuchamhembe. Japani chikamu cheChindori we Moto uye rinegurutsuwa rwe zvitsuwa zvi-14,125, zvitsuwa zvikuru zvayo i Hokaidho, Honshu (kureva "tsuwahuru"), Shikoku, Kyushu, ne Okinawa.
Gutaguru rayo iTokyo, richitevera ne Yokohama, Osaka, Nagoya, Saporo, Fukuoka, Kobhe, ne Kyoto. Japani ine miganhu neChayina, Koriya Maodzanyemba, Koriya Chamhembe, Rhashiya ne Taiwani.
Japani inotongwa nehwami wayo, parizvino hwami wayo ndiVaNaruhito.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Japani, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.