Dhanemaki

Dhanemaki (kureva Denmark, Chidhaneshi: Danmark) inyika ye chinoridhe inowanikwa muziwumbe re Yuropu ye Maodzanyemba.

Kingdom of DenmarkKongeriget Danmark
Mureza wePoland Dhanemaki
Rwiyo: Der er et yndigt land, "There is a lovely land"
Dhanemaki

Ndiyo nyika inehuwandu hwe vanhu hwakawanda, uye chipakati che zvehutonganyika ye Umambo we Dhanemaki, muvuso we konstichuti yakazvimirira ende inosanganisa materitori akazvimirira senge Zvitsuwa zve Faroe uye Girinilendi ku Maodzanyemba e Gungwa re Atlandiki. Dhanemaki ye Chiyuropu iri kuchichamhembe chaikoiko kwe nyika dzechiSkandanevhiya, ichirira kuchamhembechemadokero e Swidheni, kuchamhembe che Noruweyi, uye maodzanyemba e Jerumani.

Guta guru racho iCopenhagen.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

Gungwa re AtlandikiJerumaniNoruweyiNyikaSwidheniZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Hondo yeZvombo zveShomweBonga ChihwaMhondoroMirairo gumi yaMwariChikumi 11NgwaratiNhabvuRuvaKukadzi 28EdinburghVufiniMorishasiMhuriJongweNyaudzosingwiSusoChikunguru 6Kubvumbi 24Kutanda botsoMuti (mushonga)MushambaShiriAnthakitikaMukwereraItariMoyo SinyoroKubvumbi 7MamotaNhumbuNhoroDandare remagetsiChikumi 19MusamiNjeeChubhu dzinotakura ropaRomeKatsuki BakugoIndonezhaChirembaBurger KingEsperantoSamaita MutasaNyimoNdira 18PolandHangaiwaHolandi2022GabhoniBonyoraYerelendiMutumbu sezitaChaminukaMhataKosovoDuramahwiRukuvhuteChiranduMbutuZvipfekoTunisiaChisiriyaPepanhauNjivaGumiguru 28ChibhunuChoyaMutupoNelson MandelaMukuwashaChidemboTsindiGomarara (Chirwere)HukuZanzibhari🡆 More