Bhutani

Bhutani (Chidzongka: འབྲུག་ཡུལ་, rurhoma: Druk Yul), pachihofisi ichinzi Umambo we Bhutani (Dzong: འབྲུག་རྒྱལ་ཁབ་, rurhoma: Druk Gyal Khap), inyika yakakomberedzwa iri kuChamhembe kwe Ezhiya.

Kingdom of Bhutanའབྲུག་རྒྱལ་ཁབ་
Bhutani Bhutani
Rwiyo: Druk Tsendhen, "The Thunder Dragon Kingdom"
Bhutani

Yakagadzikwa muMahimaleya eMabvirazuva, pakati peChayina kumaodzanyemba uye India kuchamhembe. Inyika yakakomoka (kana kuti, izere nemakomo), Bhutani inozivikanwa nevanhu vayo se "Druk Yul" kana "Nyika ye Joka reMheni", zita rinorakidzisa nhaka ye tsika ye nyika. Zita rokuti Bhutani rinobva pashoko rokuti Bhŏṭṭaṃta, zita rinonangidza rutarachisi rwayo rwuripedyo ne Tibheti. Neparu ne Bhangaladhesha dzakagadzikwa kudhuze ne Bhutani, asi dzinopanana muganhu nayo. Nyika ine huwandu hwe vanhu unopfuura 727,145 uye teritori ingasvika 38,394 skweya makiromita (14,824 sk mi) uye inorhenga pachinzvimbo chechi-133 pakutaura nezve ruwa rwevhu, uye riripachinzvimbo chechi-160 pahuwandu.

Mashoko

  • Joka, johxa, jokha, jokga kana joxa kureva dragon.
    • bhii ra "xa", kana "kha, hxa, kga" rinonzwika sekuhhora, senge mumashoko anenge xarani, xumbudzi, pxere, kana mashoko anenge 'hxede', kana 'hxada' panenge pachishamiswa munhu.

Mabviro eruzivo


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni

Tags:

BhangaladheshaChayinaIndiaJokaNeparu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NiyakariChikoriyaMirairo gumi yaMwariNjuzu2024AmbuyaRuambanhangaChivanhuChiisirandiMufananidzoMipanda yemazitaZvirwere zvinoparariraChivabvu 12Ndira 12MushambaDandiraGonyetiKukadzi 22KutsvodaGoreChipandaNiueDengezeze reChadengaZiziDuramahwiChipokoHushaviMbambairaGumboZimbabweMudusoMbira, MhukaHanjaVahausaChirongoMhakureSoromoniMukotsanjeraMasohaHungweGongoMbitiNhamba yeAtomuChiitoChiedzaNukuʻalofaVashonaMufarinyaMunweKukadzi 15VugandaRudhende rwe Afurika YepakatiMasvomhuManhangaMvuuMwedzi yeGoreNyaudzosingwiChivaMuchatoMutemo waParetoMakotoreMusamboGuviYuranisiTsvimborumeBaghdadEcuadorUpanganhunduMesopotamiaSyriaNyavada (nyeredzi)🡆 More