Ndarama

Iyi isimbi ine ruvara rwakada kuita kunge pakati pezai mbishi uye riine kupenya.

Simbi iyi inodaidzwa kunzi gold pa chiRungu. Simbi iyi ndiyo inokwanisika kupambadzirwa kupfura dzimwe simbi dzese. Inoshandiswa pakugadzira zvinemeso zvinodhura zvinenge mhete, ndoro, chuma. Inoshandiswawo kugadzira zvinhu zvemagetsi zvinodhura nekuti ino kwanisa kufambisa magetsi (conductor).

Ndarama
Dhinha reNdarama gurusa rine huremu 250 kg. Toi museum, Japan.

Mamwe Mazwi

Tsika

  • Nharangani kana shomekari (scarce object; rare) apa kureva chinhu chisingawanike nyore. Pamwe izwi rokuti nharangani ringashande kuzoturikira chinonzi rare elements kuEnglish.

Mitauro yeBantu

  • Chewa vanoti chikudu (gold) vachireva ndarama.
  • VaVenda vanoti ndalama (n. money) vachireva ndarama. Izwi rokuti ndarama rinotodza Greek inoti drachma (money).
  • VaDigo vanoti nyiririka (to glisten; to be shiny) kureva kuvaima. Ko manyiriri kana unyirinyiri chimbori chii?
  • Mandinka vanoti sani (n. gold) kureva goridhe. VaTonga vanoti kung'aima (v. glisten, gleam) zvichireva kuvaima.

Tags:

Zvinemeso

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

2020MuvhuroUjudhaGorosiDabaRomeZvita 25DublinZvita 23Hondo yeZvombo zveShomwe2022Kukadzi 23Ndira 7DigoDzehugaro huviriJorodhaniRumandaChiedzaHolandiRunyankoreDzitsi (Mazwi)OstiriyaDoroKuwokera2024GabhoniChivabvu 30Ghini YomutsazanisiDzinzaHohwaShwashwaSpeini2016RakisombhegiHoshaChikunguru 16EdinburghGudoZvita 17VakalangaKudzana2018Solomon MutswairoVakristuNzou - SamanyangaRooraHwaroZvombo zvehondoHararChichayinaGondoZiwumbeDzomaVladimir PutinVarunguShava MuseyamwaAmerika MaodzanyembaVufiniZimbabweChibatiro (mudziyo)Kurume 21United States of AmericaAnthakitikaDzunguGumbo MadyirapazheDhorofiyaDanhautandeGomarara (Chirwere)MombeChumaNyimoNyamavhuvhu 6UshinthoKiwani2019ChiSpanishKubvumbi 10Gunyana 19🡆 More