Chadhi

Chadhi (kureva Chad; Ara: تشاد Tšād; Fur: Tchad) kana Tshadhi, uye akan sepachihofisi ichinzi Rudhende rwe Chadhi, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumaodzanyemba kwe Afurika.

Rudhende rwe Chadhi
Chadhi Chadhi
National motto: Unité - Travail - Progrès
Chadhi

Nyika dzakaikomberedza dzinosanganisa: Sudhani kumabvazuva, Rudhende rwe Afurika Yepakati kuchamhembe, Kameruni ne Naijeriya kuchamhembe kwakadziva kumadokero uye Nayizhe kumadokero.

Chadhi yakapatsanuka kuita matunhu mana anoti: gwenga riri kumaodzanyemba; nzvimbo isina mvura ye Saheru iri pakati penyika; nenzvimbo yemiti nesora iri kuchamhembe. Nyanza Chadhi panova ndipo panobva zita renyika iyi ndiyo yechipiri pakukura kwematoro muAfrica.

Gutaguru reChadhi rinonzi N'Djamena uye ndiro guru kupinda mamwe maguta. Nyika ye Chadhi ine marudzi nendimi dzinotaurwa dzinodarika 200. Mitauro yechihofisi inosanganisa Chiarabhu neChifurenji, uye ruzhinji rwe vanhu vanotenda Chiyisalama ne Chikristu.

Vanhu vekuChadhi vanonzi Vachadhi uye munhumumwe anonzi Muchadhi/Mchadhi.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaChamhembeChamhembe kwakadziva kumadokeroChiarabhuChifurenjiKameruniMabvazuvaMadokeroMaodzanyembaNaijeriyaNayizheRudhende rwe Afurika YepakatiSudhani

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Gungwa rePacificDuramazwiHoziZhizhaMvuraGondoGonjeMutandira weMushanaShumba - MurambwiDare reVakokeriEsperantoMangundaChibageUnited States of AmericaMupandaTokyoMubondaN'angaKundengenyeka kwenyikaKusvipa mateMhopo (Bundu)FudzamombeLNdaraPasiNdira 25HwindiImbaRwiziRonald ReaganMuwondeONunguNzunguWashington, DCChinamatoSvutugadzikeShumba GwaraVHakaFanzaKubvisa nhumbuMuungaChitsereMugotiCecil RhodesMhuriMhakureBhahari re AdhiriyaNhoroChihwaNyong'oMwedzi yeGoreMateo (zita)NhabvuBhaziMupembereShava MwendamberiGavaMatsutsoRhashiyaHariBoterekwaBere, MhukaMhopoSamaita MutasaDzitsi (Mazwi)Sangano reHutano PasiroseMutowaMhuka dzinozeyaChindeyaBaskin-RobbinsVanguniMhembweMudenge sezita🡆 More