2022

Zanagore re Makumimairi-nemotsi

2022
Wurukati: Wurukati riTatu
Zanagore Zanagore re Makumimairi

Zanagore reMakumimairi-nembiri

Gumikati: Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 |

Ma2030 | Ma2040

Makore: 2020 | 2021 | 2021 | 2022 | 2023 | 2024 |

2025 | 2026 | 2027 | 2028 | 2029

Gore ra-2022 (sn. zvuruzviviri namakumimaviri-nembiri) igore razvino, uye iGore rakatanga pamusi waMugovera weKarenda ya Gregori. Raive gore ra zvuruzviiri nemakumimairi-nembiri re Zera riNjee (Common Era) uye Ano Dhomini (AD), gore re makumimaviri-nembiri reWurukati ritatu ne muZanagore re Makumimairi-nemotsi, pamusoro pezvo, raive gore rechitatu mugumikati reMa2020.

Mubatanidzwa we Nyika Pasirose wakazivisa muna2022 se Gore reUdandiranyika reArtisanal Fisheries ne Aquaculture, Gore reUdandiranyika rweSainzi dziri Basic dze Sustainable Development, Gore reUdandiranyika reSustainable Mountain Development, uye Gore reUdandiranyika rweGirazi.

Muna Kukadzi, Rhashiya yakatanga kuimvedha Vukireni izvo zvakakonzera kushorwa nePasirose uye zvirango (sanctions), kutamiswa kwevanhu vanopfuura 2.5 mamirioni eMayukureniya uye mhirizhonga yakakura kwazvo muYuropu kubva Hondo Yepasirore Yechipiri.

Zviitiko

Ndira

Ndira 1 - The Regional Comprehensive Economic Partnership, nzvimbo huru yekutengeserana pachena pasi rose, inotanga kushanda kuOstireriya, Bhurunei, Kambodhiya, Chayina, Japani, Raosi, Nyuzilendi, Sin'apowo, Vuthai ne Vhiyetinamu.

Ndira 2 -

  • Abdalla Hamdok anosiya basa seMutungamiriri weSudan pakati pekuratidzira kunouraya.
  • Kusagadzikana kwe2022 kuKazakh kunotanga nekuda kwekukwira kwemitengo yemafuta.

Ndira 4 - Chayina, Furanzi, Rhashiya, Bhuritani ne Amerika - nhengo shanu dzechigarire dze Security Council ye Mubatanidzwa weNyika Pasirore - dzinopa chirevo chisingawanikwe chakabatana chinosimbisa kuti "hondo yenyukireya haigone kuhwina uye haifanirwe kurwiwa."

Mashoko

  • Wurukati,- kureva millennium, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
    • Mwakauru - millenary, chiliad?
      • Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
  • Mukorezana, Zanagore - kureva century, kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
    • Zanakati - centenary, centennial?, hundredth season
  • Gumikati, Mukumikati - kureva decade, decennium, uye pahuwandu makumikati
    • Mwakakumi - decennary?

Ringai zve:

  • 2022 muZimbabwe

Mabviro eruzivo

Tags:

2022 Zviitiko2022 Mashoko2022 Ringai zve:2022 Mabviro eruzivo2022

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MabayoHandira (nyeredzi)NyimoKarendaUjainiShava MwendamberiBonyoraUtaoIjipitaRuvaBakuKuumbaRativhiyaTokyoChoyaGomoMufenjeMinskChidemboChindeyaZvomboPurangaJChirwere cheCoronavirus 2019EdinburghMhanguraNyamavhuvhu 6KazakhistaniNyamavhuvhu 24HudzvanyiririNyamavhuvhu 3Chikumi 19Mutandira weZuvaMoyo SinyoroRaosiRukuvhuteMukuwashaKubvumbi 5Chikunguru 6Nyamavhuvhu 15ChikoriyaHolandiBonga Chihwa2014BhuritaniKukumbana pabondeMhene (mhuka)MaperembudziBhaziChipikoMirairo gumi yaMwariFIFA World CupMhuriKubvumbi 30Hugari hwevanhuEsperantoHungweVasalamaClement DokeChitsuwaChikunguru 21Zvombo zveShomweMbiseChiNdevereVamanyikaVutswanaChihausaNyamavhuvhu 16VatalaoteKubvisa nhumbuKubvumbi 19RakisombhegiDzunguRooraBununuPuresha🡆 More