Svutugadzike Bhobha

Bhobha kana Bhabho tii (Chichayina: 珍珠奶茶; pinyin: zhēnzhū nǎichá, 波霸奶茶; bōbà nǎichá; 泡泡茶; pàopào chá)) imhando ye svutugadzike inonwiwa kuEzhiya.

Bhobha yakafanana chaizvo nechimwe chinwiwa chekwedu kuZimbabwe chinosanganisa mauyu ne mukaka. Bhobha yakavamba kuTaiwani mukutanga kwema1980. Inowanzo kuve netii inoperekedzwa ne mabhora etapioka anotsengeka ("bhobha" kana "maparera"), asi inogona kugadzirwa nemamwe mawedzerwa (toppings) zvakare.

Svutugadzike Bhobha
Bhobha yekuJapani

Bhobha ine marudzi akawanda uye zvinonaka, asi mhando mbiri dzinonyanya kufarirwa isvutugadzike yemaparera nhema nomukaka uye svutugadzike yezerere nomukaka ("parera" inomiririra mabhora etapioka anenge arikuzasi).

Mamwe mazita

  • Svutugadzke ye parera nemukaka
  • Bhabho tiyi yomukaka
  • Svutugadzike yeTapiyoka nemukaka
  • Bhobha tiyi kana bhobha chete

Mabviro eruzivo

Tags:

AsiaChichayinaSvutugadzikeTaiwan

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MuwaleMakunakunaChijapaniChibageRuambanzangaMubveveChidawoTsaonaBhurumaPolandiJames ChimombeGwetaDhanemakiMangwananiCyprusMutumbu sezitaHuropiDzvinyuUtemabanze we Rudhende rwe VukongoDzivaMimhanziBonga ChihwaBoterekwaMoyo SinyoroBumbiro re MabhiMutupo weMbevaNjivaMuringoMusiMurambaNzunguMasvomhuMupandaGuviMbomboGumbo MadyirapazheKudyaChikara ChesangoBherujyamuChirunguDzunguANdaramaLisebergGutsaruzhinjiMunyakweMupurwaVaTaitaMbisePutugaroEsperantoMubondaXNghameraShumba GwaraMurangariKuverengwa kweVanhuMhunoNyokaRooraNzanga (dzemisha)MusatanyokoMangayiMbudziKutanyaDanhautandeMuwondeMhandaraChisumbwaSvutugadzikeKikongoJira Reretso🡆 More