Ostiriya

Ostiriya (kureva Austria; Chijerumani: Österreich sokuti Us'tyeria paChishona) kana Awustiriya, uye pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Awustiriya, inyika yakakomberedzwa inowanikwa chikamu chekuchamhembe kwe Yuropu Yepakati, yakagadzikwa kuMaharupusi (kureva Alps).

Republic of AustriaRepublik Österreich
Mureza wePoland Ostiriya
Rwiyo: Land der Berge, Land am Strome, "Land of Mountains, Land by the River"
Ostiriya

Ifedherari ye mavuso mapfumbabwe, imwe yayo iri gutaguru Vhiyena (kureva Vienna), gutaguru uye muvuso ne huwandu hwe vanhu. Nyika iyi yakaganhurwa ne Jerumani kumaodzanyembaemadokero, uye Rudhende rwe Cheki kumaodzanyemba, Sirovhakya kumaodzanyembaemabvazuva, Hangariya kumabvazuva, Sirovheniya uye Itari kuchamhembe, ne Vusvwisi uye Rishenistayini kumadokero. Inotora ruwa rinosvika of 83,879 km2 (32,386 sk mi) uye ine huwandu hwe vanhu unosvika 9 miriyoni.

Guta guru racho iVhiyena.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

ChiShonaChijerumaniItariJerumaniRishenistayiniVusvwisi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

UyisalamaNyamavhuvhu 16MaldivesChin'koNyamavhuvhu 14Amerika ChamhembeGunguwoMimhanziMwedzi yeGoreNzvimboGwirikwitiKerigistaniMusamiNjeeNunguKudzanaMamotaKurume 12ChikwatamabweAngolaMirairo gumi yaMwariMwedzi muChadengaNdira 4Kubvumbi 7GavakavaMaenzaChemishongaParisChiNdevereVajudhaSeyisheriOmaniDarejenaNjivaMadridWikiduramazwiTunisiaMuriwoKukumbanaKarendaRuambandangaVutswanaNyokaPonoZvita 27Dziva Sambiri GandaRuwendeChamhembeHangaiwaKuwaitMhou yemombeMubhununuChivanhuVukireniNyembaNguva dzezuvaEzhiyaLisbonHwaroBoliviaMoyoRumandaChubhu dzinotakura ropaWikipidhiyaChitendero chechiKristuGore remucharikwaDzemuzongozaMhataTsvukuMhungaZvidhinhaGurapakatiKutizira mukumbo🡆 More