Mwari izita rinoshandiswa kutaura uyo akasika nyika nezvose zviri mairi uye chadenga nezvose zviri muchadenga.
Iye Mwari ndiye akasika zvose zvinoonekwa pamwe nezvisingaonekwe. Vanhu vazhinji vanotenda kuti kuna Mwari. Hakuna munhu akamboona Mwari saka hakuna anoziva kuti chimiro chake chakaita sei. Marongerwo nemaitirwo akafanirwa kuita hukama pakati paMwari nevanhu zvinotsanangurwa zvakanakisa pamitemo gumi yaMwari.
Kuna Mwari mumwechete, musiki wezvese zvakasikwa, wakarurama zvisina magumo, ane hupenyu husingaperi, achizviratidza muhutatu; Mwari Baba, Mwari Mwanakomana, neMweya Mutsvene.
Mwari vane mazita anosanganisira:
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mwari, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.