Vukireni

Vukireni (kureva Ukraine; mu Ruukireni: Україна; Ukrayina ) kureva Wukireni, inyika huru nechekumabvazuva eYuropu.

Vukireni
Chiukireni: Україна; Ukrayina
Mureza weUkraine Vukireni
Rwiyo: Shche ne vmerla Ukraina, "Ukraine haisati yafa"
Vukireni

Gutaguru rayo iKyiv. Nyika iyi ine miganhu neHungariya, Rhashiya, Polando, Bherarusi, Hlovhakiya, Romania neMoruvhovha.

Kunotikita chapuku chakawanda munzvimbo dzinotonhora dziri muVukireni.

Vanhu vekuVukireni vanonzi Vaukireni uye munhu mumwechete anonzi Mwukireni.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

BherarusiGutaguruHungariyaKyivMorudhovhaPolandiRhashiyaRomaniaYuropu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Utachiona hwemunzira inobuda nemwanaShava MwendamberiHukuHoveKote Dhi VhwaKubvumbi 18MupangaraPasikaChayinaChinamatoMutupoNhumbuJerenyenjeMoscowNyokaKutizira mukumboMwariGavakavaKuzvimba (muviri)TsumoVashonaHuguguKuzvidzaNgongoniMwakaNzimbeWikiduramazwiDaramombeChikopo-kopoMapisaremaSainziDzivaChisutuHutsananaRibhiyaMunyakweDhorofiyaBonga ChihwaLoziManyikaKutanyaSamaita MutasaHuzhwaUta neMuseveTshilubaKubvumbi 22DzindeZvita 11Shumba - MurambwiEsperantoTwizaNharaundaNzwaraMbudziNaijeriyaChingeziTsindiTurukiKubvumbiMadridMukonikoniTupfupiManikidzo🡆 More