Utemabanze We Rudhende Rwe Vukongo

Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo (kureva Democratic republic of the Congo) kana futi Rutemabanze rwe Rudhende rwe Vukongo, inyika yakagadzikwa kuchipakati cheAfurika.

Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo
Uyezve: "Kinshakongo", "Dhi-Arasii", "Dhiara-Kongo"
Mitauro yepachihofisi
Chituva: Repubilika ya Kôngo ya Dimokalasi
Chingala: Republíki ya Kongó Demokratíki
Chiswahiri: Jamhuri ya Kidemokrasia ya Kongo
Chiluvakasai: Ditunga dia Kongu wa Mungalaata
Chifurenji: République démocratique du Congo
Utemabanze We Rudhende Rwe Vukongo Utemabanze We Rudhende Rwe Vukongo
National motto: Justice, Paix et Travail
Utemabanze We Rudhende Rwe Vukongo

Nyika iyi yakambodanwa pachihofisi uye nevagari vemo saZaire. Kuti isayaniswe Bhurazakongo, iyi inonzi Kinshakongo (kureva Kongo-Kinshasa) kana Dhi-Arasii (kureva DRC) uye Dhiara-Kongo.

Guta guru racho rinonzi Kinshasa.

Vanhu vekuKongo vanonzi Vakongo uye munhu mumwechete anonzi Mukongo/Mkongo, asi kana munhu achida kuzivisa Kongo iri kurevwa angati, Vakinshakongo uye munhu mumwechete anonzi Mukinshakongo/Mkinshakongo.

Vatungamiri veDRC

  • Joseph Kasa-Vubu
  • Mobutu Sese Seko
  • Laurent Kabila
  • Joseph Kabila
  • Felix Tshisekedi.

Vamwe Vanozivikanwa

  • Patrice Lumumba
  • Etiene Tshisekedi
  • Ernest Wamba dia Wamba
  • Jean-Pierre Bemba
  • Jean-Michel Sama Lukonde

Mitauro yeBantu

  • VaBukusu vanoti luukoongo (n. hilly area, ridge of country, dry area (opposed to river), mountain, abyss, chasm, precipice, landmass, plain, country, state, district).
  • VaTiriki vanoti vukhongo (size, bigness) kureva hukuru. Mamwe mazwi: -khongo (n. big, large, important) kureva hukuru kana kukosha.
  • VaTiriki vanoti khukhongoha (become bigger, larger, increase in size) kureva kukura. VaWanga vanoti obukhongo (n. size, bigness).
  • Zigula vanoti kukonga (begin). Mamwe mazwi: kikongo (n. source; beginning). Mamwe mazwi: nkongo kana nkongelo (a beginning).

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaRudhende rwe VukongoZaire

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NdariraChijerumaniRomeChiratiniChoyaEzhiyaSusoDarejenaSipwiMuhachaHohwaChibujaGudoKuwokeraWikipidhiyaMoyo ChiranduNyamavhuvhu 62019JerumaniIdiMapfundeNunguBakuGhini YomutsazanisiNyere (Dzezvipenyu)MoscowMunyiiMubondaMhizhaShumba GwaraBhuruneiTongaRuvengoRukwezaChitsvigiriYerelendiMudzimaiPfutiMudzimuChinamatoVandebele (vekuChamhembe)SekuruChirimoGabhoniRuambandangaChiarabhuMehikoFIFA World CupHudzvanyiririNjuzuGavaMhene (mhuka)KazakhistaniGumiguru 28MhembweShava MuseyamwaChikunguru 21Kurume 21ZiwumbeChibayoSpeiniMukondombera weAIDSMaldivesKalangaZita rekutangaEdinburghTsokoVambireMasedhoniya MaodzanyembaNjeeMimhanziJeyeMorishasiEriteriyaMbudzi 19Matongerwo eNyikaSingapore🡆 More