Utare

Peji rino rinoda kuwerengwa, kuwedzerwa uye kugadziriswa

Utare, Fe
Utare
Malotlopu ringai: malotlopu e utare
Ratidziko: rusimbi rwunon'aima rwakapfumbuka
huremu wehatomu 55.845(2)
Utare mutafura ye rupoterero
Numeri ye hatomu: 26
Boka: Boka 8
Boterero: Boterero 4
Block Block D
Konfigeresheni ye

mhodzigetsi:

[Ar] 3d6 4s2
Mhodzigetsi mugwati: 2, 8, 14, 2

Utare (kureva iron) inhangande ye chemushonga ine chiratidzo cha-Fe, chichivamba kumutauro weChiratini pashoko rokuti ferrum, uye ine numeri ye atomu ya-26. Utare chikamu chesimbi dziri musirizi ye simbi dzoudarikira uye iri muboka rechiSere retafura yerupotera. Nendemu yayo, inhangande inowanikwa kwazvo pasirose, zvekuti inopfuura ufemu (oksijeni) (32.1% uye 30.1%, zvichiteerana), inoumba ruzhinji rwe Hunze ne Husomo hwe Rinopasi. Ndiro chinhu china chinowanzo wanikwa muUkoko we Rinopasi, kudzikiswa kwayo kwakaitika nekuda kwe manyuruko mumamire ayo erusimbi, zvitofu zvayo zvinowanikwako futi.

Zita

Shoko rekuti utare rinowanikwa muzita re guta re muZimbabwe, Mutare. Shoko iri rinofungidzirwa kuti rinoreva kuti iron kana kuti raive zita re ndarama. Asi mimwe mitauro ye Chibanthu inotaridza kuti hazvisizvo nekuti muChinyarwanda Utare zvinorevawo zvimwechete semuChishona, kwete kuti ndarama.

Duramazwi:

  • Ndemu - mass; kubva pa remu -> ndemu.
  • hunze - outer
  • husomo - inner
  • ukoko - crust
  • nyuruko - meteor: nyeredzi dzinouruka

Mamwe mapeji ekutarisa:

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Mazita eChishonaMhandamabwePalauMawuto Anorinda NyikaShiriKurume 10Jira ReretsoNzwaraPolandiNdaraChibageUkristuNhumbuMhuri ye mutauroAfughanistaniHwayiNew CaledoniaRaosiShava NyakudirwaDominicaChinangaKambaMuvhuroNyaudzosingwi M-PNyamavhuvhu 30KunyoraGungwaKubvumbi 14ChiitoHukuKushushaEzhiyaMachendeHungweSpeiniMhataSusoBvininaDunhu reMashonaland EastGuruuswaZambukoChikunguru 12DzihwamupengoTsangamidziAnkaraChirhashiyaEcuadorChikumi 22MunyiiSamaita Mutasa2022NyatiTsiruAndoraKurume 9JambayaZvita 10Chivabvu 25Nyaudzosingwi R-UChirembaDzambarafutaMugodhiHuruMhakureNyamavhuvhu 17New ZealandChikunguru 28Dziva Sambiri GandaShumbaCubaAlick MachesoRwizi🡆 More