Jumhūriyah as-Sūmāl al-Fīdirāliyah
| ||||||
| ||||||
| ||||||
Somariya (Chisomari: Soomaaliya) kana kuti Somaliya ichinyorwa muChishona, inyika iri muAfurika muRunyanga rwe Afurika. Inoganhurana nenyika dzinoti: Itopiya iri kumadokero; Jibhuti kumaodzanyembaemadokero; Guhwi re Adheni kumaodzanyemba, Gungwa re India kumabvazuva neKenya kuchamhembechemadokero. Somariya ine nyanza yakarebesesa muAfurika yose. KuSomariya kunonyanyogara kuchipisa kuchivawo nemhepo dzemonsoon nekunaya kusina kuwanda.
Somariya ine hugari hwemamirioni 10. Ruzhinji rwe vagari veSomariya (85%) ndeve ruchava rwe vanhu vechiSomari, vakabvira kare vachigaramo. Hugari hwasara ndehwevanhu vemamwewo marudzi. Vazhinji vevanhu ava vanogara kuchamhembe kwenyika. Chisomari neChiarabhu ndiwo mitauro yemumahofisi muSomariya, mitauro iyi ichibva mumhuri yemitauro ye Chiafro-Ezhiya. Vanhu vazhinji vemuSomariya vatendi veUyisalama, vazhinji vari maSunni.
Vanhu vekuSomariya vanonzi Vasomari uye munhu mumwechete anonzi Musomari/Msomari.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi | Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero | Zvisi ne Materitori ekunze |
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Somariya, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.