Rwanda

Rwanda kana sepachihofisi Rudhende rwe Rwanda inyika yakakomberedzwa nedzimwe yakatambarara kubva nechepakati kuenda kumabvazuva kwe Afurika uye iri kuzasi kwemuenzanisi nemadhigirii mashomane.

Repubulika y'u Rwanda
République du Rwanda
Republic of Rwanda
Rwanda Rwanda
National motto: Ubumwe, Umurimo, Gukunda Igihugu
Rwanda

Rwanda yakaganhurana neyika dzinoti: Vuganda, Tanzania, Vurundi ne Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo. Rwanda iri muDunhu reNyanza Huru dze Afurika. Rwanda iri pakakwirira, murutaranyika rwayo munowanikwa makomo ari kumadokero nesavanna kumabvazuva; uye ine madziva mazhinji akapararira nenyika. Mwaka yeko inoenderana nesubtropical ichiwana mwaka miviri yekunaya kwemvura nemwaka yekuwoma miviri zvakare.

Vanhu vekuRwanda vanonzi Varwanda, uye munhu mumwechete anonzi Murwanda/Mrwanda.

Mitauro ye Chibantu

  • VaGwere vanoti lwanda (n. stony, rocky land, very hard rock) - zvichida vanoreva rukangarahwe.
  • Sagara vanoti lwanda kana rwanda (n. river) kureva rwizi.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaDunhu reNyanza Huru dzeAfricaMuenzanisiNyika yakakomberedzwa nedzimweTanzaniaUtemabanze we Rudhende rwe VukongoVugandaVurundi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Zvita 25Leopold TakawiraShillukMbadaChisutuHupfuGavaKukatazaChiredziTsumoGomo reNyanganiMukondomberaWikiduramazwiNyatsimba MutotaMarashaChayinaTogoMundaMataranyikaDzihwamupengoPeji rekutangaChidawoMbudziNjivaMitauro ye ChivanhuSamaita MutasaZavazavaGwirikwitiDuri neMutsiMhembweKurume 26MatinjiRukwezaChikunguru 29Gumbo MadyirapazheMehikoRobert Gabriel MugabeShumba NyamuzihwaPeji RekutangaSkweya remitaTshilubaMvuraMaltaKareyaRuseroVhatikaniNyuchiChiheraZvita 5Gumiguru 26UgandaPolandHushangazhiShumoChinamatoKubvumbi 22ChijerumaniYuropuShumba GwaraMasvomhuMakukumidziKwanyama🡆 More