Ruambandanga

Ruambandanga (Chirungu: Psychology) kana Unenandanga mashoko ari kushandiswa kuturikira chinonzi hufundo hwezvendanga.

Ruambandanga chidzidzo chitarira zvepfungwa uye maitiro evanhu. Chidzidzo ichi chinotsvaka kunzwisisa munhu ari ega, munhu pakati pevamwe uye mapoka evanhu chichishandisa zvirevo zvakatarwa uye mhaka dzakadudzika. Ana chinenandanga vanoedza kunzwisisa mashandiro emurangariro wemunhu uye maitiro ake pakati penzanga yevanhu. Panguva imwe vanenge vachiedza kubatanidza zviri kuitika mumuviri uye tsandura dzeruambamhenyu dzinobata mashandisirwo eruzivo nemaitiro emunhu.

Ruambandanga
Ruambandanga

Kupiwa kweZita

  • Chivakashure ruamba chiri kushandiswa kuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti: biology, geology, physiology etc.
  • Chivakamberi cheEnglish chekuti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science.
  • Psychologist rinenge roturikirwa kunzi chiambandanga.
  • Psychiatrist rinenge roturikirwa kunzi chiomborandanga. Tarisai chikamu chemitauro yeBantu pachinyorwa chinonzi chihombori.

Mitauro eBantu

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).

Tags:

ChinenandangaChirunguMurangariroRuambamhenyuTsandura

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Yunivhesiti yeZimbabweAfurika ChamhembeSadzaShangwaFuranziKutyora muzuraJerumaniChikonziShiriMutandiro weMushanaChiendambuyaNzara (ruambamuta)NoruweyiVhangeri ra MateoShava MwendamberiChirahweEzhiyaMusi weChisiBabamuniniKatakanaKuvhimaRwatataDunhu reMadondazuva muAfricaMudungeWushumoBimhaNjanjiPimachisiUta neMusevePeruShava MvuramaviRukwezaShumba -MhaziBandundu (city)MuzukuruKwanzaaZvipfuyoMapapuUchivanhuDuramahwiMusasaMhouRazioDangaManhangaPeji rekutangaTsaonaDindingweFodyaNdira 9MutaruShaviBhudhiBhahari re MedhiteraniyaRomaniaMehikoBhananaHagåtñaChidemboChiheraKurimaChitenderoNamibhiyaMalawiBhoziniya ne HerizegovhinaVajudhaChiBengaliShava MufakoseChenaUvaranomweMhuka🡆 More