Nelson Mandela

Nelson Rolihlahla Mandela (18 Chikunguru 1918 – 5 Zvita 2013) vaive mushingairi werukaza-Pambutso (kureva Apartheid) wekuAfurika Chamhembe vakashanda seVamtungamiri wokutanga weAfurika Chamhembe kubva muna 1994 kusvika 1999.

VaMandela vaive mtungamiri mutema wokutanga uye wokutanga kusarurwa kumirira saruro ye utemabanze izere. Hurumende yavo yainge yakabindikita kugurunura nhaka ye pambutso nekutsigira ruyanano rwe ganda. Muruambazano vaive mudhidhizhi uye nyarunzanga wechiAfurika, vakashanda se vamtungamiri webato reGuruundano reUdhidhizha reAfurika (GUA) kubva muna 1991 kusvika 1997.

Vakuru

Nelson Mandela

OMP SBG SBS CLS DMG MMS MMB

Nelson Mandela
1st President of South Africa
In office10 May 1994 – 14 June 1999
Deputy
  • Thabo Mbeki
  • F. W. de Klerk
Preceded by F. W. de Klerk (as State President)
Succeeded by Thabo Mbeki
19th Secretary-General of the Non-Aligned Movement
In office2 September 1998 – 14 June 1999
Preceded by Andrés Pastrana Arango
Succeeded by Thabo Mbeki
11th President of the African National Congress
In office7 July 1991 – 20 December 1997
Deputy
  • Walter Sisulu
  • Thabo Mbeki
Preceded by Oliver Tambo
Succeeded by Thabo Mbeki
4th Deputy President of the African National Congress
In office25 June 1985 – 6 July 1991
Preceded by Oliver Tambo
Succeeded by Walter Sisulu
Personal details
Born Rolihlahla Mandela

18 July 1918 Mvezo, Union of South Africa

Died 5 December 2013 (aged 95)

Johannesburg, South Africa

Resting place Mandela Graveyard, Qunu, Eastern Cape
Political party African National Congress
Other political

affiliations

South African Communist Party
Spouses


Evelyn Ntoko Mase (m. 1944; div. 1958)

Winnie Madikizela (m. 1958; div. 1996)

Graça Machel (m. 1998)

Children 7, including
  • Makgatho,
  • Makaziwe,
  • Zenani,
  • Zindziswa
  • Josina (step-daughter)
Alma mater
  • University of Fort Hare
  • University of London
  • University of South Africa
  • University of the Witwatersrand
Occupation
  • Activist
  • politician
  • philanthropist
  • lawyer
Known for Internal resistance to apartheid
Awards
  • Sakharov Prize (1988)
  • Bharat Ratna (1990)
  • Nishan-e-Pakistan (1992)
  • Nobel Peace Prize (1993)
  • Lenin Peace Prize (1990)
  • Presidential Medal of Freedom (2002)
  • (more...)
Signature
Website Foundation
Nicknames
  • Madiba
  • Dalibunga
Writing career
Mabasa anozivikwa: Long Walk to Freedom

VaMandela vaiveMuxhosa, vakazvarwa mudzinza remhuri ya Thembu rorw'umambo rwekuMvezo, muAfurika Chamhembe. Vakadzidza mutemo kuYunivhesiti ye Fort Hare uye ne Yunivhesiti ye Witwatersrand vasati vashanda segweta muJoza.

Ringai zve:

Mashoko okuziva

  • vamtungamiri - president
  • Mudhidhizhi/Mdhidhizhi kureva nationalist
  • Nyarunzanga - kureva socialist
  • Ruambazano - kureva ideology
  • Guruundano reUdhidhizha reAfurika (African National Congress)
  • rw'umambo - kureva royalty

Tags:

Afurika ChamhembeGanda (rudzi)KubindikitaMushingairiRuyanano

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Nyaudzosingwi M-PMoyo DhehwaZavazavaMufananidzoRwatataChiaramuKuumba MutauroHadyanaDoroKutundaMufufuSpeiniJaratiIraniNhabvuDuramahwiZvita 5Bhahari re AdhiriyaHangaiwaKupipaChokwadiNdira 11KampalaMufokosiyana2024MushumaLocardia KarimatsengaRinopasiBhangaladheshaPalauBhahariMapako eChinhoyiKukotsiraUjainiYesuChiranduMususuMamotaLugandaNyashanuKudzitirwa kwezuvaKuroheshaNdaraMurooraBhizaUsezaDziva Sambiri GandaInaEcuadorSaudhi ArabhiaMutauroSachigaroNigel ChanakiraIshwaShava MwendamberiShondoGasvaGwirikwitiKupfupfudzikaMazambukoZimbabweBonga ChihwaHutsvukuChiShonaWikipedia shanduro dzemitauroPfumoTsokoFanzaMbevaAmerica (dzose)🡆 More