Naijeriya

Naijeriya (kureva Nigeria, Naija sekutaura kwevagari) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Rufedherari rwe Naijeriya, inyikia irikuAfurika ye Madokero.

Rudhende rwe Rufedherari rwe Naijeriya
Mitauo ye Chihofisi
Chihausa: Jamhuriyar Tarayyar Najeriya
Chiigbho: Ọ̀hàńjíkọ̀ Ọ̀hànézè Naìjíríyà
Chiyorubha: Orílẹ̀-èdè Olómìniira Àpapọ̀ Nàìjíríà
Naijeriya Naijeriya
National motto: Unity and Strength, Peace and Progress
Naijeriya

Yakagadzikwa pakati pe Saheru kumaodzanyemba ne Gahwi re Ghini kuchamhembe kwe Gungwa re Atlandiki. Rinofukidza ruwa runotora 923,769 skweya makiromita (356,669 sk mi), uye ine huwandu hwe vanhu unopfuura 230 miriyoni, ndiyo nyika ine huwandu hukurusa muAfurika yose, uye iri pachitanhatu pasirose. Naijeriya inoganhurana ne Nayizhe kumaodzanyemba, Chadhi kumaodzanyembaemabvazuva, Kameruni kumabvazuva, ne Bhenini kumadokero. Naijeriya irudhende rwe rufedherari rune mavuso makumimatatu-netanhatu uye neRufedherari re Gutahuru Teritori, kwakagadzika gutaguru rayo, Abhuja. Guta rihombe re Naijeriya iLagosi, chikamu chenzvimbo dze rudhorobha makurusa epasirose uye nderechipiri muAfurika.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AbujaAfurika ye MadokeroBheniniChadhiChamhembeGungwa re AtlandikiKameruniLagosMabvazuvaMadokeroMaodzanyembaSaheru

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ZuluChiitariMhukaChimurenga ChechipiriPeji RekutangaZvita 15Nzanga (dzemisha)MugotiShava MusimuviMaariKikongoPhilippinesBhaibheriItariVaRembaHangaTsvarakadengaKuguraMehikoRwandaGungwa rePacificHakaNhunziNhutaMhataKupindana kwamazuvaShava MufakoseAMbiseNdimuMupungaGwavavaMusiDhorofiyaFudzamombeSamushaMutowaChikunguru 14MhandaraBrazzavilleLKudyaMuzongozaBhukuZMhando dzeMuripoPasiroseMwedzi yeGoreRwatataGonjePutugaroMuwaleVajudhaHariIndonezhaZhizhaGwetaKinyarwandaMimhanziMakunakunaBonyoraChiheraZviperengo zvehuwanduMapapuMwaka muZimbabweRooraNghameraKanyamusekerwaNzou - SamanyangaGonyetiKunyengaSvutugadzikeNgongoni🡆 More