Mvura

Mvura (water) mutuvi usina rairo neruvara.

Mvura inogadzirwa panosangana magasi anonzi oxygen ne hydrogen. Mvura yakachena chinhu chinodikanwa kuti pave neupenyu somuziviro watinouita. Mvura iri tii paRinopasi. Kunonzi zvikamu zvinodarika mazana masere kubva muzana (70%) cheuso hwePasirose chakavharwa nemvura yegungwa. Iyi mvura zhinji yacho haishandisike pamabasa anenge kuwacha, kubika kana kunwa nekudza kwe munyu salt inenge irimo mumvura umu. Zhinji yemvura iyi inowanika chiri chando kana kuti snow .Mvura inowanikwa munzvimbo nemhando dzakasiyana-siyana: kunyanya mumakungwa.

Mvura

Kunonzi munhu anokwanisa kurarama mazuva anodarika masere (7) asina kudya asi zvinorema kuti ararame nguva yakadai asina mvura.

Mamwe Mazwi

  • Masvumbwi (Full liquid contents).

Mitauro yeBantu

  • Mururimi rweChewa neDigo vanoti madzi (water) achireva mvura.
  • VaGanda vanoti madzi (water, sap, juice) achireva mvura.
  • VaMambwe vanoti linzi (water) kureva mvura.

Tags:

GasiGungwaMutuviUso

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ShondoNyaudzosingwiNjereMbiraZeroZvipfupiLondonNayizheMoyo ChiranduDanhautandeEcuadorMoyo DhehwaSwidheniHuchenjeriChinaEdgar TekereTsindiMweroMvuraShava NyakudirwaCharakaUvaranomweMhataMutiNairobiChayinaDhamu reKaribaMhembweJapaniLoziHunhuMhindoMuroyiPeanutsSharaudeNyokaGumiguru 26TsokoBere, MhukaMutanoChigunweMhetaMakumi matatu nenhatuNomweDhorofiyaVaVendaChivabvu 17EuropeMakombe sezitaMusamboDziva Sambiri GandaFanzaMazita eChishonaEsperantoVusvwisiMandunduJapanMutsamviBeitbridgeGasiMakumi manaRativhiyaDenderaKugara NhakaKutangaChingeziChibhakeraMhunga🡆 More