Mapfunde

Mapfunde (Sorghum) imhando yehuswa hune dzimwe mhando dzinorimwa mbeu dazacho dzichidyiwa.

Dzimwe mhando dzemapfunde anoshandiswa sekudya kwemombe uye mamwe anorimwa kuti ave mafuro. Dzinde iri rinokura munzvimbo dzinodziya muzviwumbe zvose asi mbeu iyi yakanga ichikura kuAfrica, Asia neMexico kubvira kare.

Mapfunde
Mapfunde

Mashandisirwo

Kune mhando imwe yemapfunde yakakosha yechirimwa inoshandiswa inodyiwa sembeu, sekudya kwezvipfuyo, uye kubika doro, nokugadzira mafuta emuchovha. Mhando zhinji dzemapfunde dzinokunda kupisa uye dzinorarama munguva yeshangwa kana kuti kushomeka kwemvura. Mapfunde anoshanda sechikafu chikuru munzvimbo dzine chitsama dziri muAfrica, Central America ne South Asia.

  • Muchakanya kana mutongo (Sorghum cooked without being ground) apa kureva mapfunde akabikwa asina kugaiwa.
  • Hunzvi kana manyuchi (Smut on sorghum and bulrush millet - a type of fungus).

Mhando dzeMapfunde

Mazita ari pano anosiyana nematunhu, mamme acho anokwanisa junge achidudza mando imwechete yemapfunde.

  • Chimhondoro (Brown variety sorghum).
  • Chakwechana (variety Sweet sorghum).
  • Chebedyana (White variety sorghum).
  • Chifumbata (variety Brown, compact, small-headed sorghum).
  • Chigwadara Short, bright compact-headed variety of sorghum).
  • Chikotakota (White, drooping-headed variety of sorghum).
  • Chikudo (variety of sorghum).
  • Chimbwachafa (Brown var sorghum).
  • Chimondo (Short, white var sorghum).
  • Chindindindi (Short, brown var sorghum).
  • Chishumba (var Sweet sorghum).
  • Dehwe kana dewe (white variety sorghum). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Mudehwe?
  • Gangara (variety of Sorghum - tall stalk long head).
  • gundamapunga (variety Sorghum - white).
  • Hoteko (White variety sorghum).
  • Kanonenga (variety Sweet sorghum).
  • Kanyawara (variety Sorghum).
  • Mhongwe (variety Sweet sorghum).
  • Muchena (White, rough-headed var sorghum).
  • Mudyakwose (variety Sweet sorghum).
  • Mukadziusaenda (Early maturing variety sorghum).

Mamwe Mazwi

  • Kumanya (To ridge). Vechinyakare vaimanya mapfunde nemhunga namatika: the people of former times used to ridge sorghum and bulrush millet with digging-sticks used as hoes
  • Dzinzinzi, chitsinzinzi kana mazungu (the stumps of grain and other stalks left in the ground when the crop is cut).

Mitauro yeAfrika

Tags:

Mapfunde MashandisirwoMapfunde Mhando dzeMapfunde Mamwe MazwiMapfunde Mitauro yeAfrikaMapfundeAfricaAsiaHuswaMexicoZviwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Hungwe2019BhuritaniIsaac NewtonZvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe WikipidhiyaRuvengoRomaniaGomo reNyanganiChiwesheKuredzaMbudzi 2920202014Kubvumbi 3TurukiMukwereraKubvumbi 30Vandebele (vekuChamhembe)VandauMasvomhuChirimoMoyo SinyoroYerelendiMiddle EastMwenemutapaDigoKanadhaRovambiraNyamandeGhini YomutsazanisiZvita 2ParisNdira 1Mweya (wemunhu)NhonhoChifurenjiVaLenjeSpeiniBhizautareFuranziVanuatuMaldivesBhahariShiriMbambairaRakisombhegiTokyoBhariVietnamMhizhaBhurugariyaGunyana 2Mukondombera weAIDSNhumbuOstireriyaArgentinaMasedhoniya MaodzanyembaKutema NyoraMorishasiMhuriZvombo zvehondoRuambandangaChombo ChebasaMoyo NyajenaNhoroMunhunguruJeyeHangaiwaChiputukeziChikumi 5GunguwoPanamaI🡆 More