C

C ibhii rechitatu muduramazwi.

Rinonbva kuBumbiro reMabhii reChiratini, rakabva kuBumbiro reMabhii eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, asi harishandiswe muChishona shona pacharo. Bhii ra C rinowanikwa mumitauro zhinji ye Chibantu, senge Chindebele rinoshandiswa se bhii rekudzvanya.

C
Mabhii eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi anoshandiswa a /C/
Mumitauro ye Chivanhu: Chindau
Cw Ringai futiG, M, N
C̅ (kureva Ch)
C̅w (kureva Chw)

Panoshandiswa C muchishona rinoshandiswa pamwe chete na 'H' - ch, saka mubumbiro remabhii eChishona (phonetically) bhii ra C hayiwanikwi.

Mashandisirwo a-C

  • ncenga
  • cela

Mabhi eChishona

tarisai futi: Mabhii eChishona

Tags:

BhiiChigirikiChiratiniNdebele

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MutsamviDzvinyuMudokwenyuChichayinaMoyo SinyoroAristotileChayinaYuropuNyikaKuketaDhanemakiSyriaBhaibheriMugodhiChisveruMbitiKuramwa BasaNzunzaItariInzuriniAmbuyaNjuzuNyong'oPakistanMipanda yemazitaKizungu sezitaVutswanaSvikiroTezvaraKushereketaCubaVakarangaIndonezhaMuhachaVukireniRukwezaAmerika MaodzanyembaAndroid phonesNhareyamadoRhashiyaBherujyamuKushushaKristo MutemaMharaHondo yePasirose yeChipiriBumbiro re MabhiMusopeBonga ChihwaMatinjiChiitariMunhikwiAdhamuNeparuNgoniJerenyenjeJah PrayzahBhukuZhizhaSoromoniNdira 30ZvidyoKurume 9Shumba GwaraMboroMabvazuvaKanadhaMwaka muZimbabweVusvwisiGurwe🡆 More