Bere, Mhuka

Bere (Hyena in English) imhuka yemusango ine makamba matema nebrown inokura kusvika pamhumhu wembwa.

Vamwe vatauri vanoti: chipere; bongo, svitsi, tika kana magondo - asi mazita aya anokwanisa kureva marudzi akatsaukana emapere. Iyi mhuka inowanikwa muziwumbe zveAfrica neAsia. Bere imhuka inozivikanwa nokufamba usiku uye nemusana waro wakaita muteremuko unobva kumakumbo emberi uchidzika kuenda kumakumbo eshuru.

Bere, Mhuka
Bere

Bere rakasiyana nekatsi dzemusango pakuti rinobata dzimwe mhuka richishandisa mazino kwete makumbo ane nzwara sezvinoita mbada. Danga remapere rinesimba rokudzinga shumba kubva padzinenge dzavhima dzikabata mhuka yesango. Mapere anovhima nyati achikwanisa kuiwuraya; izvi zvinogoneka kana riri danga remapere.

  • Mhere (hyena; spotted hyena).??

Mazita emhuri

Kune mazita emhuri ane chekuita nebere. Mamwe ndiwo anoti: Bere, Mapere, Chipere, Beremauro.

Tsumo

  • Chinono chinengwe bere rakadya richifamba.
  • Unonyumwa bere kurira kuita sowakazora manda. He who is scared of the hyena's howling is smearing himself with fat.
  • Zvaita sei kuti chembere yorasika/ bere rorutsa imvi?
  • Mutengesi ibere hapana musha waanopfuura. A trader is a hyena, he does not by-pass any village.
  • Chine munhuhwi, chine munhuhwil bere rakatiza norwauro rwemombe. Something with scent has the power 6f smell; a hyena snatched away the nose-rope of an ox.

Mitauro yeBantu

  • MaZulu vanoti impisi (Spotted hyena, Hyena crocuta) vachireva bere.
  • VaBemba vanoti cimbwi (hyena) vachireva bere kana svitsi. Nsenga vanoti chimbwi kureva bere.
  • Digo inoti fisi (hyena) kureva bere kana svitsi. Sesotho inoti phiri (n. hyena) kureva bere.
  • VaNyungwe vanoti thika kana mathika (n. hyena) kureva bere.
  • Sangho vanoti bere (v. lurk - to lie or wait in concealment). Sangho vanoti berengo (v. lurking).

Tags:

AfricaChipereMagondoMbwaMuteremukoSvitsiZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Isaac NewtonTsikaMupurwaEsperanto2016NjereKwanyamaNairobiGongoShillukAfughanistaniJira ReretsoNguruveMakuwe (emvura)United States of AmericaChisveruAlbaniaMboroDhanemakiMutanoNdaramaJapanChoyaNzouTwizaBere, MhukaEcuadorMbudzi 22PasikaGurweKote Dhi VhwaMakumi matatu nenhatuMbikiraMukondomberaShukukuviriWikipidhiyaKubvumbi 18AsiaZvechadengaMazita eChishonaGermanyHuchenjeriNhovaTaabwaNtala sezitaKugara NhakaEstoniaMuvhimiChisutuBherujyamuVusvwisiMoyo NyajenaKorandjeUtachiona hwemunzira inobuda nemwanaMoldovaArubhaniyaVaVendaSharaudeDzivaShondoChefuMbadaMoyo ChiranduRudziChibereko🡆 More