Dhanemaki

Dhanemaki (kureva Denmark, Chidhaneshi: Danmark) inyika ye chinoridhe inowanikwa muziwumbe re Yuropu ye Maodzanyemba.

Kingdom of DenmarkKongeriget Danmark
Mureza wePoland Dhanemaki
Rwiyo: Der er et yndigt land, "There is a lovely land"
Dhanemaki

Ndiyo nyika inehuwandu hwe vanhu hwakawanda, uye chipakati che zvehutonganyika ye Umambo we Dhanemaki, muvuso we konstichuti yakazvimirira ende inosanganisa materitori akazvimirira senge Zvitsuwa zve Faroe uye Girinilendi ku Maodzanyemba e Gungwa re Atlandiki. Dhanemaki ye Chiyuropu iri kuchichamhembe chaikoiko kwe nyika dzechiSkandanevhiya, ichirira kuchamhembechemadokero e Swidheni, kuchamhembe che Noruweyi, uye maodzanyemba e Jerumani.

Guta guru racho iCopenhagen.



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi

Tags:

Gungwa re AtlandikiJerumaniNoruweyiNyikaSwidheniZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HereroChidemboPolandMhanguraMukoreMunhondoItopiyaZimbabweKuzaBhaziChipariShava MuseyamwaChikosoroChikunguru 6Zvinoshandiswa kuchengetedzaMhofuIndonezhaHamaPfumoBakoBaraUbhudhaSinowoMatoroSouth SothoGavakavaSolomon MujuruWikipidhiyaGweeChisiNhanzvaUvaranomweGandangaMakomo e UrawuNyungudikaSainziCubaNgongoniNhonhoMbudzi 21Marshall IslandsMarereKubvumbi 27MuchatoMagetsiSipwiPeji rekutangaDemoMuzhanjeKarenda ya GregoriLondonMushonga unodzivirira gwirikwitiMakawoMupfutaChimeraZerereCuritibaMatinjiMufarinyaNyatiMazita eChishonaMugoveraChiguwaTurkeyYuropuGunyana 2SvondoMakumi mashanu neshanuBoka (masvomhu)MutambaKushonongoraAmaiWikipedia shanduro dzemitauroGonyonhatu mutseyekwa🡆 More