Afughanistani

Afughanistani (kureva Afghanistan, Chiperusiya: افغانستان‎; muChipashito: Afġānistān‎) inyika iri muEzhiya.

Republic of Afghanistan افغانستان
Rwiyo: ملی سرود, "Afghan National Anthem"
Afughanistani

Pachihofisi inonzi Uamire we Chiyisalama we Afughanistani, inyika yakakomberedzwa yakagadzikwa kuma-crossroads e Ezhiya Yepakati ne Ezhiya ye kuchamhembe. Inowanzonzi Moyo we Ezhiya, yakaganhurwa ne Pakistani kumabvazuva ne kuchemhembe, Irani kumadokero, Turukimenistani kumaodzanyembaemadokero, Uzebhekistani kumaodzanyemba, Tajikistani kumaodzanyembaemabvazuva, uye Chayina kumaodzanyembaemabvazuva ne mabvazuva. Inotora 652,864 skweya makiromita (252,072 sk mi) ye chisi, nyika iyi izere ne ma-plains e makomo kumaodzanyemba ne kuchamhembechemadokero, anopatsanurwa ne rhenji ye gomo re Hindu Kush. Kubva muna 2021, ine huwandu we vanhu unosvika 40.2 miriyoni, vanosanganisa ruzhinji rwe rudzi rwe Vapashitu, Vatajiki, Vahazara, ne Vauzebheki.

Gutaguru rayo rinonzi Kabhura kuChivanhu, kureva Kabul.


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni

Tags:

ChayinaEzhiyaIrani

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HushangazhiTsokaPakistanHungariyaKubvumbi 15VatalaoteChin'koRuambanhangaKunzwaNyere (Dzezvipenyu)AfurikaDiodeBadzaVahungweNdira 17Hwendefa (Kombiyuta)Z2021MuchekoNdira 21HadyanaTsuroChipangidzoChivaMufarinyaAmerika ChamhembeManejaAmerika MaodzanyembaNjanjiNehandaNhikaNyamavhuvhu 13MbambairaPolandiGuyo neHuyoHudyuKubvumbi 22MasvomhuVakarangaRuambanzanga2015MushambaMazita eMitiVaRembaShaviDunhu reManicalandMvuuChiredziMusvotamhunguMwedzi muChadengaIjipitaVanambyaMufananidzoKerigistaniKukadzi 22Chitofu (mugodhi)MusarapavanaGavakavaZisoGhiniZimbabweRufuKuumbaAmerica (dzose)ZvitaUchivanhuEl SalvadorNzouNyimoHwesaMbudzi🡆 More