Government) kureva boka revatungamiri rinotonga nyika kana dunhu.
Mitauro yeBantu
- MaZulu vanoti uhulumende (Afrikaans: goewerment) kureva hurumende.
- Barotse vanoti mulonga (n. government; realm, kingdom) kureva hurumende. Sokuti: Mulonga wa Zambia (the Government of Zambia) kureva hurumende yeZambia.
- VaBemba vanoti teka bantu (govern), kutonga vanhu. Mamwe mazwi: buteko (government) kureva hutongi kana hurumende. Sokuti: kateka wa calo (governor) kureva gavhena.
- VaMambwe vanoti -teka antu (to rule people:) vachireva kutonga vanhu. Mamwe Mazwi: uteko kana -teka (domicile, abode). Kinande vanoti obuteke (n. the home).
- VaRwanda vanoti iteko (rule). Mamwe Mazwi: kateka (a ruler, a governor) kureva mutongi. VaRundi vanoti iteka (judgement, justice).
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Hurumende, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.