Ugondamano

Ugondamano (ku Chingezi: philosophy) chidzidzo chakanangana: nekubuditsa pachena misimboti yedenhe reruzivo riri kutariswa; kubata chokwadi chedingindira riri kucherechedzwa, uye kuumba patsva ruzivo rwakagamuchirwa nevanhu nechekare.

Ana chigondamano (philosopher) vanhu vanoshanda mubande reUgondamano.

Kupiwa Kwezita

Philosophy izwi reEnglish rakaumbwa nemazwi maviri anoti: philo- (meaning love) uye sophia (skill, knowledge, wisdom) kana sophis (wise, learned). KuChiShona izwi rokuti kugonda (to trust, to depend on) rinoreva kuvimba mune chinhu. Saka Ugondamano zvinoreva chidzidzo chakanangana nekuwana uye kunzwisisa ungwaru hwakapinda pakuumbwa kwenhaurwa; zvinhu; mubisho; mutemo; kana zvisikwa zviri panyika nemuchadenga.

Kurerutsa Mutauro

  • Mano (plans; devices; schemes).
  • Kutanda mano kana kuruka mano (to plan).
  • Manomano (1. Calculated deception - unyengedzi, 2. Deceit. Lies. Crafty speech - runyengedzo.
  • Ugondamano webisho kana kuti upangamano webishingo (Operating philosophy).

Mitauro yeBantu

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti mano (sense, intelligence, reason, wisdom, cleverness, knowledge) vachireva mano.
  • VaChewa vanoti kukondanzeru (n. philosophy). Mamwe mazwi: kukonda (v. to love).

Mamwe mapeji ekutarisa

Tags:

Ugondamano Kupiwa KwezitaUgondamano Kurerutsa MutauroUgondamano Mitauro yeBantuUgondamano Mamwe mapeji ekutarisaUgondamanoChingezi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

BhuritaniChirenjeNdira 8KubataNzwaraShumba NyamuzihwaGonyetiChibatiro (mudziyo)ZvidyoPolandiChisepeArekisondira muKuruBiririNiueMuchatoUsezaChifurenjiDzomaChapunguMasohaKukumbanaMbitiMagonga (taranyika)IjipitaMhetaFuranziHotakotaShava MufakoseMunhimbitiVakorekoreGuruuswaMadoraMuhuteGuviMharaGunyana 18Kubvumbi 23MaodzanyembaRukwezaMuhachaMangoyiAristotileNgwaratiGunyana 16ChinangaZuvaNyamandeMukokoSvikiroDamascusNyashanuChiswahiliOstireriyaNyere (Dzezvipenyu)Duri neMutsiRwatataMakawoMhondoroVugandaMoyo DhehwaMakotoreChibaradendaGhini-VisawuTafuraMutowaRuzivoEcuadorRuambamhenyuMufenjeTsikaChichayinaMushambaVazezuruBadzaMbudzi 1🡆 More